Ɀireʋo 3:13-15
Ɀireʋo 3:13-15 SUB1949
Munhu, wawana ʋucenjeri, unomufaro, Naiye munhu, unowana njere. Nokuti kuʋuwana ibgo kunopfuʋura kuwana sirveri; Nokuʋufuma ibgo kunopfuʋura kufuma ndarama. Ʋunokosha kupfuʋura korari; Hakunefuma yako iŋgaenzaniswa nabgo.

