Ɀireʋo 3:11-12
Ɀireʋo 3:11-12 SUB1949
Mŋanakomana waŋgu, usaɀidza kuraŋga kwaJehova; Usaneta nokuraira kwake. Nokuti Jehova unoraira muɗikanwa wake; Seɀinoita ɓaɓa mŋanakomana waʋo waʋanofarira.