Ɀireʋo 1:7-8
Ɀireʋo 1:7-8 SUB1949
Kutya Jehova ndiko kuʋamba kweziʋo; Mapenzi anoshoʋora ʋucenjeri nokurairirwa. Mŋanakomana waŋgu, inzwa kurairira kwaɓaɓa ʋako; Usarasha kudzidzisa kwamai ʋako.