Ɀireʋo 1:32-33
Ɀireʋo 1:32-33 SUB1949
Nokuti kudzokera shure kwaʋasinamano kucaʋaʋuraya, Kusaʋa nehanya kwamapenzi kucaaparadza. Asi aninani unonditerera ucagara ɀakasimba, Ucagadzikana, asiŋgatyi ɀakaipa.