Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaFiripi 2:7-9

ƲaFiripi 2:7-9 SUB1949

asi wakaɀiɗurura iye, akaɀiita muranda, akafanana naʋanhu; akati awanikwa nomufananidzo womunhu, akaɀininipisa, akaterera kuȿikira parufu, irwo rufu rwomucinjikwa. Saka Mŋari wakamukudza ɀikuru, akamupa zita rinopfuʋura mazita ose

Verenga chikamu ƲaFiripi 2