Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaFiripi 2:6-9

ƲaFiripi 2:6-9 SUB1949

iye, kunyaŋge akaŋga akafanana naMŋari, haana‐kuti kuenzana naMŋari ndicinhu cinofanira kuɓatisiswa; asi wakaɀiɗurura iye, akaɀiita muranda, akafanana naʋanhu; akati awanikwa nomufananidzo womunhu, akaɀininipisa, akaterera kuȿikira parufu, irwo rufu rwomucinjikwa. Saka Mŋari wakamukudza ɀikuru, akamupa zita rinopfuʋura mazita ose

Verenga chikamu ƲaFiripi 2