Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 5:3-7

Mateo 5:3-7 SUB1949

Ʋakaropafadzwa ʋarombo pamŋeya; nokuti ʋushe bgokuɗeŋga ndobgaʋo. Ʋakaropafadzwa ʋanocema; nokuti ʋacanyaradzwa. Ʋakaropafadzwa ʋanyoro; nokuti ʋacagara nhaka yenyika. Ʋakaropafadzwa ʋanenzara nenyota yokururama; nokuti ʋacagutiswa kwaɀo. Ʋakaropafadzwa ʋaneŋgoni; nokuti ʋacaitirwa ŋgoni.

Verenga chikamu Mateo 5