Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 11:32-34

Johane 11:32-34 SUB1949

Ɀino Maria wakati aciȿika kunaJesu, acimuʋona, akawira pasi patsoka dzake, akati kwaari; Ishe, ɗai maiʋa pano, hanɀadzi yaŋgu iŋgaɗai isina‐kufa. Ɀino Jesu wakati acimuʋona acicema, naʋaJuda ʋakaŋga ʋaʋuya naye, ʋacicema ʋo, akafa neshuŋgu mumŋeya, akatambudzika, akati: Mamuisepiko? Ʋakati kwaari: Ishe, ʋuyai, muʋone.

Verenga chikamu Johane 11