Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesi 1:1-2

Genesi 1:1-2 SUB1949

Pakutaŋga Mŋari wakasika ɗeŋga nenyika. Nyika yakaŋga isina-kugadzirwa, isinecinhu; rima rakaŋga riri’po pamsoro pemvura yakadzika; Mŋeya waMŋari wakaŋga acigarira pamsoro pemvura.

Verenga chikamu Genesi 1