Iceci ɓedzi ndinoɗa kunzwa kwamuri: Makapiwa Mŋeya namaɓasa omurairo here, kana nokunzwa kwokutenda? Muri ʋokusafuŋga ʋakaɗaro seiko? Makataŋga muMŋeya, ko ɀino mopedzisa munyama here? Makatambudzika ɀikuru mukaɗai pasina here? Kana ɀaiʋa pasina haɀo!
Verenga chikamu ƲaGaratia 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: ƲaGaratia 3:2-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo