Estere 3:6
Estere 3:6 SUB1949
Asi wakashoʋora kuʋuraya Mordekai oga, nokuti ʋakaŋga ʋamuziʋisa rudzi rwaMordekai; naiɀoɀo Hamani akatȿaka kuparadza ʋaJuda ʋose ʋakaŋga ʋari paʋushe bgose bgaAhashveroshi, irwo rudzi rwaMordekai.