Maɓasa Aʋaapostora 9:15
Maɓasa Aʋaapostora 9:15 SUB1949
Asi Ishe akati kwaari: Enda, nokuti iye mudziyo wakasanaŋgurwa neni, kuti aende nezita raŋgu kuʋahedeni, namadzimambo, nokuʋana ʋaIsraeri