II Madzimambo 5:14
II Madzimambo 5:14 SUB1949
Ipapo akaɓuruka, akandonyura munaJoridani kanomŋe, seɀakaŋga ɀataura munhu waMŋari; nyama yake ikadzoka, ikafanana nenyama yomŋana muɗuku, akaʋa wakanaka.