II Madzimambo 5:11
II Madzimambo 5:11 SUB1949
Asi Naamani wakatsamŋa, akabva, akati: Tarirai, ndaŋga ndiciti: Ɀirokwaɀo ucaɓuɗa kwandiri, akamira, akaɗana zita raJehova Mŋari wake, nokupuruzira’po noruʋoko rwake, agoporesa maperembudzi.