Ɀino Naamani, mukuru wehondo dzamambo weSiria, waiʋa munhu mukuru kunatenzi wake, nomunhu waikudzwa; nokuti Jehova wakaŋga akundisa ʋaSiria naye; ʋuye waiʋa munhu wesimba noʋumhare, asi wakaŋga anamaperembudzi.
Verenga chikamu II Madzimambo 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Madzimambo 5:1
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo