II Madzimambo 4:1
II Madzimambo 4:1 SUB1949
Ɀino mumŋe mukadzi waʋakadzi ʋaʋanakomana ʋaʋaprofita wakacema kunaErisha, akati: Muranda wenyu, murume waŋgu, wafa; munoziʋa kuti muranda wenyu wakaŋga acitya Jehova; ɀino uyo, waakaŋga atora cikwerete kwaari, waʋuya kuzotora ʋana ʋaŋgu ʋaʋiri kuzoʋa ʋaranda ʋake.

