II Madzimambo 3:17
II Madzimambo 3:17 SUB1949
Nokuti ɀanzi naJehova: Hamuŋgaʋoni mhepo, hamuŋgaʋoni mvura; kunyaŋge ɀakaɗaro mupata uyu ucazadzwa nemvura; imi mucanwa, imi neɀipfuwo ɀenyu, neɀinotakura nhumbi dzenyu.