II Madzimambo 20:5
II Madzimambo 20:5 SUB1949
Dzoka ɀe, undoti kunaHezekia, mutuŋgamiriri waʋanhu ʋaŋgu: Ɀanzi naJehova Mŋari waDavidi ɓaɓa ʋako: Ndanzwa kunyeŋgetera kwako, ndaʋona misodzi yako; ɀino tarira, ndicakuporesa; nezuʋa recitatu ucakwira kuimba yaJehova.

