Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

II Madzimambo 20:1

II Madzimambo 20:1 SUB1949

Ɀino namazuʋa iwayo Hezekia wakarwara, kuȿikira pakufa. Muprofita Isaya mŋanakomana waAmozi akaȿika kwaari, akati kwaari: Ɀanzi naJehova: Ciraira nhaka yako, nokuti ucafa, hauŋgararami.