II Madzimambo 19:19
II Madzimambo 19:19 SUB1949
Ɀino, Jehova Mŋari weɗu, citiponesai henyu paruʋoko rwake, kuti ʋushe bgose bgenyika ʋuziʋe kuti ndimi Jehova Mŋari, imi moga.