II Madzimambo 19:15
II Madzimambo 19:15 SUB1949
Ipapo Hezekia akanyeŋgetera pamberi paJehova, akati: Haiwa! Jehova Mŋari waIsraeri, iye ugere pamsoro pamakerubi! Ndimi Mŋari, imi moga, woʋushe bgose bgenyika, ndimi makaita kuɗeŋga napasi.