Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I ƲaTesaronika 2:1-2

I ƲaTesaronika 2:1-2 SUB1949

Nokuti nemi, hama dzaŋgu, munoziʋa kuti kupinda kweɗu kwamuri hakuna‐kuʋa pasina. Asi takati tatambudzika nokuitirwa ɀakaipa paFiripi, seɀamunoziʋa, takatsuŋga munaMŋari weɗu, tikakuparidzirai Evaŋgeri yaMŋari pakati pokudziʋiswa kukuru.