Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I Samueri 1:11

I Samueri 1:11 SUB1949

Akapika mhiko, akati: Jehova wehondo, kana mukaʋa nehanya kwaɀo nokutambudzika kwomurandakadzi wenyu, mukandiraŋgarira, mukasakaŋganwa murandakadzi wenyu, asi mukapa murandakadzi wenyu mŋana womukomana, ipapo ndicamupa Jehova mazuʋa ose oʋupenyu bgake, musoro wake hauŋgaʋeʋurwi neciȿo.

Verenga chikamu I Samueri 1