I Madzimambo 22:22
I Madzimambo 22:22 SUB1949
Jehova akati kwauri: Neiko? Iwo ukati: Ndicaenda, ndicaʋa mŋeya wenhema mumiromo yaʋaprofita ʋake ʋose. Iye akati: Iwe ndiwe ucamunyeŋgera, ucakunda ʋo; enda hako, undoita saiɀoɀo.