Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I Makoronike 4:10

I Makoronike 4:10 SUB1949

Jabezi akaɗana kunaMŋari waIsraeri, akati: Haiwa, ɗai mucindiropafadza henyu, nokukurisa nyika yaŋgu, nokundifambisa noruʋoko rwenyu, nokundiceŋgeta kuneɀakaipa, kuti ɀirege kundiwira! Mŋari akamupa ɀaakakumbira.