最後に言う。主に依り頼み、その偉大な力によって強くなりなさい。
Verenga chikamu エフェソの信徒への手紙 6
Terera ku エフェソの信徒への手紙 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: エフェソの信徒への手紙 6:10
3 Mazuva
Satani anofara kana tichipomera vanhu kana mapoka avo pakukonzera kupesana pakati pehama. Iye haadi kuzikanwa kuitira kuti arambe achiita mabasa ake erima asingabatwi. Nzira dzaanoshandisa ndidzo dambudziko kuvanhu. Muchinyorwa ichi, tinoona pachena kuti hausi urongwa hwenyika chete unokonzera matambudziko, asi masimba emadhimoni. Nokudaro panoda kurwisa kukuru pahondo yemweya yakadai.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo