Daavidin matkalaulu. Kuinka hyvää ja suloista onkaan, kun veljekset elävät sopuisasti yhdessä!
Verenga chikamu Psalmit 133
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Psalmit 133:1
3 Mazuva
Chii chakakoshera humwechete kana kubatana, kusabatana kunodzivisa (nenzira ipi) kubudirira kwezvinoitwa neboka rinofanira kunge riine donzvo rimwe chete. Ko kubatana kwechokwadi kumirirei mukereke? Chidzidzo chino chichadonongodza nyaya yehumwechete, zvimhingaidzo zvinounzwa nekusabatana zvichizokonzera kuti boka risazadzise zvinangwa zvaro. Uye zvakakoshera humwechete hunodzidziswa neshoko raMwari.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!