1
Mateo 17:20
KoreKore Bible Translation
KBT
Adoti kwavari, “Indava yokutenda kwenyu kudiki. Ndava chokwadi ndinoti kwamuri, kana muno kutenda kudiki kunge mbeu yomasitadhi, muchati kugomo iri, ‘Ibva pano uende uko,’ richaenda, hapanai chingatadzike nemi.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mateo 17:5
Paanga achiri kunyaira daipo, padobva pauya guti rinopenya ndokuvafukidza, izvi ridobva muguti rakarero ridoti, “Wakareyu ndiye Mwanakomana wangu wandinoditsitsa, ndinofadziwa naye maninge mutetekerei!”
3
Mateo 17:17-18
Zvino Jesu adopindura achiti, “Ndichava naimimi kusvikira rini, naimi vanhu vanasi vadopombonyoka, vasinai kutenda? Ndichakuitirai mwoyo murefu kusvika rini? Uyai naye kuno kwandiri.” Ipopo Jesu adodzuma shave, richibva rabirika mukomana achibva waporerafuti.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo