1
Mateo 1:21
KoreKore Bible Translation
KBT
Iye achapona mwana mukomana, wodzomutenza zita rokuti Jesu, ndava ndiye achaponesa vanhu vache kubva pazvitema zvavo.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mateo 1:23
“Nangarai, mhandara ichava nomimba yozvara mwanakomana, zita rache richaitiwa Manuwere” (zvinoreva kuti Mwari anesu).
3
Mateo 1:20
Asi achiri kufunga zvakarezvo, ngirozi yaIshe idobva yazviratidza kwaari pakurota ichiti, “Josefa mwanakomana waDhavhiti, reka kucha kutora Mariya kuti ave mukadzi wako, ndava mimba yaanayo njoMweya Mutsvene.
4
Mateo 1:18-19
Zvino kuzvahwa kwaJesu Khirisitu kudoitika nonzira idodai. Amai vache Mariya vanga vadobvunzihwa naJosefa, vasati vagara vese adooneka waanomimba yoMweya Mutsvene. Manje murume wache Josefa, semunhu wanga adorurama haanai kuda kumunyadzisa, adofunga kumuramba kabisira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo