1
Ruka 11:13
KoreKore Bible Translation
KBT
Manje kana imipa vadoipa, muchiziva kupasa vana venyu zvidonaka, Baba vari kudenga vanokungudzirabafuti nai kupasa Mweya Mutsvene kuno avo vanovakumbira!”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ruka 11:9
Saka ndinoti kwamuri, Kumbirai, muchapasiwa, tsvagai, muchawana, gugudzai, muchazururihwa.
3
Ruka 11:10
Nokuti wese anokumbira anopiwa, noanotsvaga anowana, noanogugudza anozururihwa.
4
Ruka 11:2
Zvino adoti kwavari, “Kana maakunamata namatai muchiti, ‘Baba, Zita renyu mbarikudziwe noutsvene, umambo hwenyu mbahuuye.
5
Ruka 11:4
mutiregerere zvitadzo zvedu, nokuti isisu tinoregererawo vese vanotitadzira. Rekai kutipinza pakuedzewa.’”
6
Ruka 11:3
Tipaseiwo zvokuja zvedu zvomazuva yese
7
Ruka 11:34
Ziso rako ndiro mwenje womuviri wako. Kana ziso rako ridonaka, muviri wako wese unenge udozara chiedza, asi kana risinai kunaka, muviri wako wese unenge udozara rima.
8
Ruka 11:33
“Hapanai anobatidza mwenje achiuisa padohwanda kana pasi potsvanda, asi unoisiwa pachigadziko, kuti vanopinda vaone chiedza.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo