1
Mabasa yoNhumwa 11:26
KoreKore Bible Translation
KBT
uye paadomuwana, adouya naye kuAndiyoki. Kwogore rese vaiungana nokherekhe, vachidzidzisa vanhu vadowanda, uye paAndiyoki vadzidzi ndipo pavadothanga kudaidziwa kuti vaKhirisitu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mabasa yoNhumwa 11:23-24
Iye paadosvika achiona mutsa waMwari, adofara, ndovakurudzira vese kuti varambe vadotendeka kuna Ishe nokuchinangwa chidosimba, nokuti waiva murume adonaka, adozara naMweya Mutsvene nokutenda. Vazinji vadoingidzihwa kuna Ishe.
3
Mabasa yoNhumwa 11:17-18
Zvino kana Mwari adovapasawo chipo chibodzibodzicho chaadotipasa isisu patidotenda muna Ishe Jesu Khirisitu. Inini ndini yani kuti ndirambidze Mwari?” Pavadonzva zvakarezvo vadonyarara. Ndokukudza Mwari vachiti, “Saka Mwari adopasawo yamwe Marudzi kutendeukira kuupenyu.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo