1
Zefaniya 2:3
Shona BIBLE
SUB
Tsvakai Jehovha, imi mose vanyoro venyika, imi makachengeta mitemo yake; tsvakai kururama, tsvakai unyoro; zvimwe mungavandika nezuva rokutsamwa kwaJehovha.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zefaniya 2:11
Jehovha achavatyisa kwazvo, nokuti achaparadza vamwari vose venyika; vanhu vachamunamata iye, mumwe nomumwe achibva panzvimbo yake, naizvo zvivi zvose zvendudzi.