1
Zekariya 8:13
Shona BIBLE
SUB
Zvino sezvamaiva chinhu chakatukwa pakati pendudzi dzavanhu, imi imba yaJudha nemi imba yaIsiraeri, saizvozvo ndichakuponesai, muve chinhu chinoropafadza. Regai kutya, asi maoko enyu asimbe.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zekariya 8:16-17
Hezvi zvinhu zvamunofanira kuita: Mumwe nomumwe ngaareve zvokwadi kuno wokwake; tongai nezvokwadi norugare mumasuwo enyu; kurege kuva nomumwe wenyu anofungira wokwake zvakaipa mumwoyo make; musada kupika kwenhema; nokuti zvinhu izvi zvose ndinozvivenga,” ndizvo zvinotaura Jehovha.