1
Zekariya 10:1
Shona BIBLE
SUB
Kumbirai kuna Jehovha mvura nenguva yemvura yokupedzisira, achavapa mvura inonaya kwazvo, mumwe nomumwe ave nezvinomera mumunda.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zekariya 10:12
Ndichavasimbisa muna Jehovha, vachafamba muzita rangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.