1
Rute 2:12
Shona BIBLE
SUB
Jehovha ngaakuripire sezvawakabata, upiwe mubairo wakakwana naJehovha Mwari waIsiraeri, wawakauya kuzovanda pasi pamapapiro ake.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Rute 2:11
Bhoazi akapindura akati kwaari, “Ndakaziviswa zvose zvawakaitira vamwene vako kubva pakufa kwomurume wako, kuti wakasiya baba vako namai vako nenyika kwawakaberekerwa, ukauya kuvanhu vawakanga usingazivi kare.