1
Joshua 2:11
Shona BIBLE
SUB
Zvino pakarepo takati tichinzwa izvozvo mwoyo yedu ikavhunduka, hakuna munhu uchinokutsunga pamwoyo pake nokuda kwenyu, nokuti Jehovha Mwari wenyu, ndiye Mwari kudenga kumusoro napanyika pasi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Joshua 2:10
Nokuti takanzwa kuti Jehovha akapwisa mvura yeGungwa Dzvuku pamberi penyu, nguva yokubuda kwenyu Ijipiti, nezvamakaitira madzimambo maviri aVaAmori, vakanga vari mhiri kwaJodhani, ivo Sihoni naOgi, vamakaparadza chose.
3
Joshua 2:8-9
Zvino vachigere kuvata, Rahabhu ndokukwira kwavari pamusoro pedenga, akati kuvarume, “Ndinoziva kuti Jehovha akakupai nyika, tinokutyai kwazvo, vanhu vose vagere munyika vavhunduka pamberi penyu.