1
Hosiya 8:7
Shona BIBLE
SUB
Nokuti vanodyara mhepo, vachacheka chamupupuri; havane zviyo pamunda; chipande hachingavigiri hupfu; kunyangwe chikabereka, zvichamedzwa navatorwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Hosiya 8:4
“Vakagadza madzimambo, asi havana kurairwa neni; vakazvitsaurira machinda, ini ndisingazvizivi; vakazviitira zvifananidzo nesirivha uye nendarama yavo, kuti zviparadzwe.