1
VaGaratia 1:10
Shona BIBLE
SUB
Nokuti zvino ndinoita ushamwari navanhu here, kana naMwari? Kana ndinotsvaka kufadza vanhu here? Kana ndaifadza vanhu nazvino, handizaiva muranda waKristu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
VaGaratia 1:8
Asi kunyangwe isu, kana mutumwa anobva kudenga, akakuparidzirai imwe Vhangeri, inopesana neyatinokuparidzirai isu, ngaave akatukwa.
3
VaGaratia 1:3-4
Nyasha norugare ngazvive nemi, zvinobva kuna Mwari, Baba vedu, naIshe Jesu Kristu, akazvipa nokuda kwezvivi zvedu, kuti atisunungure kunyika yakaipa yazvino, nokuda kwaMwari, Baba vedu