1
Mapisarema 28:7
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Jehovha ndiye simba rangu nenhoo yangu; mwoyo wangu unovimba naye, uye ndinobatsirwa. Mwoyo wangu unokwakuka nomufaro uye ndichamuvonga nenziyo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 28:8
Jehovha ndiye simba ravanhu vake, nhare yoruponeso yomuzodziwa wake.
3
Mapisarema 28:6
Jehovha ngaarumbidzwe, nokuti akanzwa kuchemera kwangu ngoni.
4
Mapisarema 28:9
Ponesai vanhu venyu uye muropafadze nhaka yenyu; ivai mufudzi wavo uye muvatakure nokusingaperi.