1
Mapisarema 16:11
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Makandizivisa nzira youpenyu; muchandizadza nomufaro uri pamberi penyu, nezvinofadza zvisingaperi muruoko rwenyu rworudyi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 16:8
Ndakaisa Jehovha pamberi pangu nguva dzose. Nokuti ari kurudyi rwangu, handingatongozungunuswi.
3
Mapisarema 16:5
Jehovha, makandigovera mugove wangu nomukombe wangu; mukaita kuti mugove wangu uchengetedzeke.
4
Mapisarema 16:7
Ndicharumbidza Jehovha, anondipa zano; kunyange usiku mwoyo wangu unondirayira.
5
Mapisarema 16:6
Ndakayererwa miganhu panzvimbo yakanaka; zvirokwazvo ndine nhaka inofadza.
6
Mapisarema 16:1
Ndichengetedzei, imi Mwari, nokuti ndinovanda mamuri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo