1
Mateu 9:37-38
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Ipapo akati kuna vadzidzi vake, “Zvinoda kukohwiwa zvakawanda asi vakohwi vashoma, naizvozvo, namatai kuna Tenzi wezvinoda kukohwiwa kuti atumire vakohwi mumunda wake unoda kukohwiwa.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mateu 9:13
Endai munodzidza izvi kuti zvinorevei zvokuti, ‘Ndinoda tsitsi kwete chibayiro’ nokuti handina kuuya kuzodaidza vakarurama asi vatadzi.”
3
Mateu 9:36
Paakaona gungano ravanhu, akavanzwira tsitsi nokuti vaitambura vasina chingavabatsire sehwai dzisina mufudzi.
4
Mateu 9:12
Paakazvinzwa akati; “Vakukutu havadi chiremba asi vanorwara.
5
Mateu 9:35
Jesu akafamba nomumaguta ose nomumisha achidzidzisa mumasinagogu avo achiparidza Shoko Rakanaka roumambo achirapa zvirwere zvose namatenda ose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo