1
2 Samueri 5:4
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Dhavhidhi akanga ava namakore makumi matatu paakatanga kutonga, akatonga kwamakumi mana amakore.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Samueri 5:19
Dhavhidhi akada kunzwa kuti Tenzi anotii nazvo, akati, “Ndoenda here kundorwisa vaFirisitia ava? Muchavaisa mumaoko angu here?” Tenzi akati kuna Dhavhidhi, “Enda zvako, nokuti zviri zvokuvaisa mumaoko ako, ndichavaisa mumaoko ako.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo