1
2 Madzimambo 22:19
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
ukazvirerekawo pana Tenzi, pamakanzwa zvandakataura zvandichaita kunzvimbo ino nokuvagari vayo kuti ichava renje nenzvimbo yakarengererwa rushambwa. Wakabvarura hanzu dzako ukachema pandiri, uye Tenzi anoti, chichemo chako ndakachinzwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Madzimambo 22:20
Naizvozvo ndichakuendesa kwakaenda vamwe madzitateguru ako, uchapinda muguva mako norugare, uye zvakaipa zvandichaita kunzvimbo ino, iwe namaziso ako hauchazozvioni.’ ” Vakandosvitsa shoko iroro kuna mambo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo