1
Vagaratia 4:6-7
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Pamusana pokuti muri vana, Mwari akatuma Mweya woMwanakomana wake mumwoyo yedu watinokwanisa naye kudaidza tichiti, “Abha, Baba.” Nezvo nokuna Mwari, hauchisiri muranda, wava mwana. Zvino kana uri mwana naizvozvo uri mugari wenhaka.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Vagaratia 4:4-5
Nguva payakakwana Mwari akatuma Mwanakomana wake akaberekwa nomukadzi. Akaberekwa ari pasi pomutemo kuti anunure vanhu vakanga vari pasi pomutemo kuti tiwane nhaka savana.
3
Vagaratia 4:9
Asi zvino, pamavakuzivana naMwari, kana kuti pamavakuzivikanwa naMwari, mungapindukire seizve kumweya yezvinhu zvisina simba uye isina chayo yamavakuda kuva varanda vayozve.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo