1
Kubuda 29:45-46
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Ini ndichagara pakati pavaIsiraeri, ndiri Mwari wavo. Ipapo vachazoziva kuti ini Tenzi ndini Mwari wavo akavaburitsa munyika yeIjipiti kuti ndigare pamwechete navo. Ndini Tenzi, Mwari wavo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}