1
Kutsinhira Mutemo 32:4
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Iye iDombo chairo kusimba! Pabasa rake hapana chinganatsiridzwe nokuti maitiro ake ane ruenzaniso. Mwari ndiMwari anotendeseka asina chakaipa maari; ndiMwari akarurama, Mwari ari pachokwadi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Kutsinhira Mutemo 32:39
Zvino chizivai kuti Ini Iyeni pano ndini iye. Hakuna mumwe mwari kunze kwangu. Ndini ndinouraya, uye ndini ndinopa upenyu. Ndinokuvadza uye ndinoporesa, hakuna anganunure chinhu chiri mumaoko angu.
3
Kutsinhira Mutemo 32:3
nokuti ndava kuparidza zita raTenzi, nokupembedza ukuru hwaMwari wedu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo