1
Tsumo 24:3
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Musha unovakwa noungwaru asi kunzwisisa ndiko kunomisa musha.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Tsumo 24:17
Usati Tsvatuwaro kana muvengi wako awira munhamo mwoyo wako ngaurege kufara kana adzadzarika.
3
Tsumo 24:33-34
Kuti regai ndimboti kotsirei kashoma regai ndimboti tsomwairei kashoma ndimboti maoko gumbatei kuzorora zvangu urombo hunobva hwati pauri tutururu segandanga uye kushaiwa kunouya kwauri somunhu akapakata zvombo zvokurwa.