1
Ezekieri 36:26
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Ndichakupaiwo mwoyo mutsva, nokuisa mukati menyu mweya mutsva; ndichabvisa mwoyo webwe panyama yenyu, ndikupei mwoyo wenyama.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 36:27
“Uye ndichaisa Mweya wangu mukati menyu, nokukufambisai nemitemo yangu; muchachengeta zvandakarayira nokuzviita.
3
Ezekieri 36:25
“Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, muve vakachena; ndichakunatsai matsvina enyu ose nezvifananidzo zvenyu zvose.
4
Ezekieri 36:28
Muchagara munyika yandakapa madzibaba enyu; muchava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo