1
Hosea 8:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Nokuti ʋanodɀara mhepo, ʋacaceka campupuri; haʋaneɀiyo pamunda; cipande haciŋgaʋigiri ʋupfu; kunyaŋge cikaɓereka, ɀicamedzwa naʋatorwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Hosea 8:4
Ʋakagadza madzimambo, asi haʋana‐kurairwa neni; ʋakaɀitsaurira macinda, ini ndisiŋgaɀiziʋi; ʋakaɀiitira ɀifananidzo nesirveri ʋuye nendarama yaʋo, kuti ɀiparadzwe.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo