← Zvirongwa
Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neTito 3:5

Makaponeswa Nenyasha
3 Mazuva
Takaporeswa Nenyasha inzvimbo yemufungo wemazuva oseinokurukura nezvenyasha dzaMwari. Tinoongorora hupfumirwerudo rwaMwari, chipo cheruponeso nenyasha kuburikidzanekutenda, uye mabasa akanaka aakagadzirira mumwenemumwe wedu kuti tiite. Ngatiti kukurei pamwe chetemukunzwisisa kwedu kunoshamisa kwenyasha dzaMwari.